Genesisi 23:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

akati, “Kwete, ishe wangu. Inzwai; ndinokupai munda, uye ndinokupai bako riri mauri. Ndinoupa kwamuri pamberi pavanhu vangu. Vigai henyu akafa wenyu.”

Genesisi 23

Genesisi 23:8-18