Genesisi 22:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati vasvika panzvimbo yaakanga ataurirwa nezvayo naMwari, Abhurahama akavaka aritari ipapo uye akaisa huni pamusoro payo. Akasunga mwanakomana wake Isaka akamuradzika paaritari, pamusoro pehuni.

Genesisi 22

Genesisi 22:1-13