Genesisi 22:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mangwanani akatevera, Abhurahama akamuka akasunga mbongoro yake. Akatora varanda vake vaviri nomwanakomana wake Isaka. Akati atema huni dzechipiriso chinopiswa dzakakwana, akasimuka akaenda kunzvimbo yaakanga audzwa nezvayo naMwari.

Genesisi 22

Genesisi 22:2-10