Genesisi 22:23-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

23. Bhetueri akabereka Rabheka. Mirika akaberekera Nahori munun'una waAbhurahama vanakomana vasere ava.

24. Murongo wake ainzi Reuma, naiyewo akava navanakomana vaiti: Tebha, Gahamu, Tahashi naMaaka.

Genesisi 22