Genesisi 22:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

akati, “Ndinopika neni pachangu, ndizvo zvinotaura Jehovha, kuti nokuda kwokuti waita izvi uye kuti hauna kundinyima mwanakomana wako, mwanakomana wako mumwe oga,

Genesisi 22

Genesisi 22:14-20