Genesisi 22:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati, “Usaisa ruoko rwako pamukomana. Usamboita chimwe chinhu kwaari. Zvino ndava kuziva kuti unotya Mwari, nokuti hauna kundinyima mwanakomana wako, mwanakomana wako mumwe woga.”

Genesisi 22

Genesisi 22:5-22