Genesisi 21:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akapindura achiti, “Gamuchira makwayana manomwe aya kubva muruoko rwangu sechapupu chokuti ndini ndakachera tsime iri.”

Genesisi 21

Genesisi 21:23-34