Genesisi 21:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwari akanzwa mukomana achichema, uye mutumwa waMwari akadana Hagari kubva kudenga akati kwaari, “Zvaita seiko Hagari? Usatya; Mwari anzwa kuchema kwomukomana paakavata apo.

Genesisi 21

Genesisi 21:7-27