Genesisi 21:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mangwanani akatevera, Abhurahama akatora zvokudya neguchu redehwe rine mvura akazvipa kuna Hagari. Akazviisa pamapfudzi ake ipapo akamuendesa pamwe chete nomukomana. Akaenda uye akadzungaira ari mugwenga reBheerishebha.

Genesisi 21

Genesisi 21:12-22