Genesisi 21:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Mwari akati kwaari, “Usanyanya kutambudzika hako pamusoro pomukomana uye napamusoro pomurandakadzi wako. Teerera zvaunoudzwa naSara, nokuti muna Isaka ndimo muchaverengerwa vana vako.

Genesisi 21

Genesisi 21:3-15