Genesisi 21:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ndokubva ati kuna Abhurahama, “Dzinga mukadzi murandakadzi uyo nomwanakomana wake, nokuti mwanakomana womurandakadzi uyo haangatongogovani nhaka nomwanakomana wangu Isaka.”

Genesisi 21

Genesisi 21:4-13