Genesisi 20:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Mwari akauya kuna Abhimereki usiku mukurota uye akati kwaari, “Wakangoita somunhu akafa nokuda kwomukadzi wawatora; mukadzi womunhu.”

Genesisi 20

Genesisi 20:1-10