Genesisi 20:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Abhurahama akanyengetera kuna Mwari, uye Mwari akaporesa Abhimereki, mukadzi wake uye navarandakadzi vake kuti vakwanise kuita vana zvakare,

Genesisi 20

Genesisi 20:16-18