Genesisi 2:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

asi haufaniri kudya zvinobva pamuti wokuziva zvakanaka nezvakaipa, nokuti pauchaudya uchafa zvirokwazvo.”

Genesisi 2

Genesisi 2:15-25