Genesisi 19:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva rakatevera mwanasikana mukuru akati kumuduku wake, “Madeko ndakavata nababa vangu. Ngativanwiseizve waini usiku huno, uye iwe ugopinda undovata navo kuitira kuti tichengete rudzi rwedu kubudikidza nababa vedu.”

Genesisi 19

Genesisi 19:33-38