Genesisi 19:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akatarisa zasi kwakanangana nokuSodhomu neGomora, kwakatarisana nokunyika yose yebani, akaona utsi hwakawanda huchisimuka kubva panyika, kufanana noutsi hunobva pachoto.

Genesisi 19

Genesisi 19:24-31