Genesisi 19:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varume vaviri vakati kuna Roti, “Una vamwe vanhu pano here, vakuwasha, vanakomana kana vanasikana, kana mumwe wako zvake ari muguta? Vabudise muno,

Genesisi 19

Genesisi 19:3-22