Genesisi 18:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akauyisa ruomba nomukaka uye nemhuru yakanga yagadzirwa, akazvigadzika pamberi pavo. Pavakanga vachidya, akamira pedyo navo pasi pomuti.

Genesisi 18

Genesisi 18:5-15