Genesisi 18:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Abhurahama akataurazve akati, “Zvino zvandatanga kudai kuti nditaure kuna Ishe, kunyange hazvo ndisiri chinhu asi guruva namadota,

Genesisi 18

Genesisi 18:23-30