Genesisi 18:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, kana muguta mune vanhu makumi mashanu vakarurama? Muchariparadza zvechokwadi here mukasasiya nzvimbo iyo nokuda kwavanhu makumi mashanu varimo?

Genesisi 18

Genesisi 18:21-27