Genesisi 18:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Abhurahama akasimudza meso ake ndokuona varume vatatu vamire naye. Akati avaona, akamhanya achibva pamukova wetende rake kuti andosangana navo uye akakotamira pasi.

Genesisi 18

Genesisi 18:1-3