Genesisi 18:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti ndakamusarudza kuti agotungamirira vana vake neveimba yake kuti vachengete nzira yaJehovha nokuita zvakanaka nezvakarurama, kuitira kuti Jehovha agouyisa pamusoro paAbhurahama zvaakamuvimbisa.”

Genesisi 18

Genesisi 18:14-26