Genesisi 18:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pane chinhu chakaoma kuna Jehovha here? Ndichadzokazve kwauri gore rinouya senguva dzakatarwa uye Sara achava nomwanakomana.”

Genesisi 18

Genesisi 18:13-19