Genesisi 18:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jehovha akati, “Zvirokwazvo ndichadzokazve gore rinouya nenguva inenge seino, uye Sara mukadzi wako achava nomwanakomana.” Zvino Sara akanga achiteerera ari pamukova wetende wakanga uri shure kwake.

Genesisi 18

Genesisi 18:9-19