Genesisi 17:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nyika yose yeKenani, mauri mutorwa zvino, ndichaipa kwauri nokusingaperi kuti ive yako nezvizvarwa zvako zvinokutevera; uye ini ndichava Mwari wavo.”

Genesisi 17

Genesisi 17:1-17