Genesisi 17:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva racho iroro Abhurahama akatora mwanakomana wake Ishumaeri navose vakaberekwa mumba make kana vakanga vatengwa nemari, vanhurume vose vaiva mumba make, akavadzingisa, sezvaakanga audzwa naMwari.

Genesisi 17

Genesisi 17:15-25