Genesisi 17:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye kana ari Ishumaeri, ndakanzwa: Ndichamuropfadza zvirokwazvo, ndichamuita kuti ave navana vazhinji uye ndichaita kuti vawande kwazvo. Achava baba vavatongi gumi navaviri, uye ndichamuita rudzi rukuru.”

Genesisi 17

Genesisi 17:12-27