Genesisi 17:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichamuropafadza uye zvirokwazvo ndichakupa mwanakomana naye. Ndichamuropafadza kuitira kuti agozova mai vendudzi; madzimambo amarudzi achabva kwaari.”

Genesisi 17

Genesisi 17:11-19