Genesisi 17:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubva kumarudzi anotevera, mwanakomana mumwe nomumwe ari pakati penyu ava namazuva masere okuberekwa anofanira kudzingiswa, kusanganisa navaya vakaberekerwa mumba mako kana vakatengwa nemari kumutorwa, vaya vasiri vana vako.

Genesisi 17

Genesisi 17:10-22