Genesisi 17:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Abhurama akati ava namakore makumi mapfumbamwe namapfumbamwe okuberekwa, Jehovha akazviratidza kwaari akati, “Ndini Mwari Wamasimba Ose; famba pamberi pangu uye uve wakarurama.

Genesisi 17

Genesisi 17:1-6