Genesisi 16:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Sarai akati kuna Abhurama, “Ndiwe waita kuti nditambudzike. Ndakaisa murandakadzi wangu mumaoko ako, uye zvino, ava kuziva kuti ava napamuviri, ava kundizvidza. Mwari ngaatonge pakati pangu newe.”

Genesisi 16

Genesisi 16:1-7