Genesisi 16:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Hagari akaberekera Abhurama mwanakomana, uye Abhurama akapa zita rokuti Ishumaeri kumwanakomana waakanga abereka.

Genesisi 16

Genesisi 16:6-16