Genesisi 15:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jehovha akati kwaari, “Uzive zvirokwazvo kuti zvizvarwa zvako zvichava vatorwa munyika isati iri yavo, uye vachabatwa senhapwa uye vachibatwa zvakaipa kwamakore mazana mana.

Genesisi 15

Genesisi 15:9-16