Genesisi 14:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwokudzoka kwaAbhurama akunda Kedhoraomeri namadzimambo akanga abatana naye, mambo weSodhomu akabuda kuti azosangana naye muMupata weShavhe (ndiwo Mupata waMambo).

Genesisi 14

Genesisi 14:16-21