Genesisi 13:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi nyika haina kugona kuvaringana kuti vagare pamwe chete, nokuti pfuma yavo yakanga yakawanda kwazvo zvokuti vakanga vasisakwanisi kugara pamwe chete.

Genesisi 13

Genesisi 13:5-7