Genesisi 13:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichaita kuti vana vako vave seguruva renyika, zvokuti kana pano munhu angagona kuverenga guruva, naizvozvo vana vako vachagona kuverengwawo.

Genesisi 13

Genesisi 13:8-18