Genesisi 12:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akatora mukadzi wake Sarai, mwanakomana womunun'una wake Roti, pfuma yose yavakanga vava nayo, navanhu vavakanga vawana muHarani, uye vakasimuka vakaenda kunyika yeKenani, uye vakasvika ikoko.

Genesisi 12

Genesisi 12:1-15