Genesisi 12:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Faro akadana Abhurama uye akati, “Waiteiko kwandiri? Wakaregereiko kundiudza kuti uyu mukadzi wako?

Genesisi 12

Genesisi 12:13-20