Genesisi 12:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino nzara yakanga iripo panyika, uye Abhurama akaburuka akaenda kuIjipiti kuti andogara ikoko kwechinguva nokuti nzara yakanga iri huru kwazvo.

Genesisi 12

Genesisi 12:2-20