Genesisi 11:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakataurirana vakati, “Uyai, ngatiitei zvidhina tigozvipisa kwazvo.” Vakashandisa zvidhina pachinzvimbo chamabwe, uye bhitumiti rikava dhaka ravo.

Genesisi 11

Genesisi 11:1-4