Genesisi 11:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye shure kwokubereka kwake Serugi, Reu akararama kwamakore mazana maviri namanomwe uye akazova navamwe vanakomana navanasikana.

Genesisi 11

Genesisi 11:15-22