Genesisi 11:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye shure kwokubereka kwake Shera, Afakisadhi akararama kwamakore mazana mana namatatu uye akazova navamwe vanakomana navanasikana.

Genesisi 11

Genesisi 11:9-22