28. Obhari, Abhimaeri, Shebha,
29. Ofiri, Havhita naJobhabhu. Vose ava vakanga vari vanakomana vaJokitani.
30. Dunhu ravaigara raibvira kuMesha rakananga kuSefari, kunyika yezvikomo yokumabvazuva.
31. Ava ndivo vanakomana vaShemu nedzimba dzavo uye nemitauro yavo, munyika dzavo nendudzi dzavo.