Genesisi 10:26-30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

26. Jokitani akanga ari baba va: Arimodhadhi, Sherefi, Hazamavheti, Jera,

27. Hadhoramu, Uzari, Dhikira,

28. Obhari, Abhimaeri, Shebha,

29. Ofiri, Havhita naJobhabhu. Vose ava vakanga vari vanakomana vaJokitani.

30. Dunhu ravaigara raibvira kuMesha rakananga kuSefari, kunyika yezvikomo yokumabvazuva.

Genesisi 10