Genesisi 10:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ebheri akaberekerwa vanakomana vaviri: Mumwe ainzi Peregi, nokuti pamazuva ake nyika yakakamurwa; zita romunun'una wake rainzi Jokitani.

Genesisi 10

Genesisi 10:17-26