Genesisi 10:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shemu akaberekerwawo vanakomana, mukoma wake akanga ari Jafeti; Shemu akanga ari tateguru wavanakomana vose vaEbheri.

Genesisi 10

Genesisi 10:18-25