Genesisi 10:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye miganhu yavaKenani yakasvika kuSidhoni yakananga kuGerari kusvikira kuGaza, uyezve yakananga kuSodhomu, Gomora, Adhima neZebhoimi, kusvikira kuRasha.

Genesisi 10

Genesisi 10:12-25