Genesisi 10:13-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

13. Miziraimi akanga ari baba veava: vaRudhi, vaAnami, vaRehabhi, vaNafutuhi,

14. vaPaturusi, vaKasiruhi (kunova ndiko kwakabva vaFiristia) navaKafutori.

15. Kenani akanga ari baba veava: Sidhoni dangwe rake, navaHiti,

16. vaJebhusi, vaAmori, vaGirigashi,

17. vaHivhi, vaAriki, vaSini,

18. vaAvhadhi, vaZemari navaHamati. Shure kwaizvozvo dzimba dzavaKenani dzakapararira,

Genesisi 10