Genesisi 1:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye kumhuka dzose dzapanyika neshiri dzose dzedenga nokuzvisikwa zvose zvinokambaira panyika, zvose zvinofema, ndinozvipa miriwo minyoro kuti zvive zvokudya zvazvo.” Uye zvakaita saizvozvo.

Genesisi 1

Genesisi 1:20-31