Genesisi 1:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwari akavaropafadza akati kwavari, “Berekanai muwande; zadzai nyika uye mubate ushe pamusoro payo. Muve nesimba pamusoro pehove dzegungwa napamusoro peshiri dzedenga napamusoro pezvisikwa zvipenyu zvinokambaira panyika.”

Genesisi 1

Genesisi 1:22-31